Текст песни
Eh. Mmh. You took time too long waka ndisiye ndakamira. Ndichikuda loud iwe uchindishaya inira. Late nights ndichiguda ndichikufunira. WhatsApp ndura, now wameku nditevera. I was down bad ndaiita future nyewe. Ndiwe watambya mchuti imebirima ziva. Now I'm hot nakuglow ndakupira. Wamekuda loud but it don't matter. Too late now, ndichadi, can't be no another girl, Doh yeah. No love, no pain, no shame. Now you want me, I'm like sorry. Too late, ndakuenda, moyo wangu arwatiwa hauchada. Nguva yako wakaita mbisa. Mukana unagushandisa. Too late, ndakuenda, moyo wangu arwatiwa hauchada. Nguva yako wakaita mbisa. Mukana unagushandisa. Wakundidapa wrong time, wrong time. Kana uchinduda, chiko ndisiye ndiyende. Hausati wakagiriza, zese zili muma streets Ako. And you know, that I know. Eh, ndiwe waka nitimira ndikamira alone. Ndichisenda matexts ukandisiya alone. And now you call, uchiteka mbeko, But ndakawa napiece, I'm better alone. And ichada kutraya zvakare. Wakapumzika moyo kare. Now I dance in the rain girl. Better alone than with a broken heart. Too late, ndakuenda, moyo wangu arwatiwa hauchada. Nguva yako wakaita mbisa. Mukana unagushandisa. Too late, ndakuenda, moyo wangu arwatiwa hauchada. Nguva yako wakaita mbisa. Mukana unagushandisa. Yeah. Hey. He-he-he-he-hey. Hey. Mmh. Wakundidapa wrong time, wrong time. Kana uchinduda, Chiko ndisiye ndiyende. Hausati wakagiriza, zese zili muma streets ako. And you know, That I know. It's Knox on the quality.
Nox — Wrong Time (Too Late)
«Wrong Time (Too Late)» — Nox. Читайте текст песни и подпевайте с караоке-подсветкой: строки текста подсвечиваются в такт музыке. Слушайте онлайн бесплатно или скачайте mp3. Длительность записи — 3:08. Жанр — Фьюжн.
