Текст песни
Zvichakuwana iwe we. Nerimwe ramazuva. Gona ana gona wake. Zvichakuwana iwe we. Nerimwe ramazuva. Gona ana gona wake. Ana gona wake. Gona ana gona wake. Gona ana gona wake. Gona ana gona wake. Ana gona wake. Ana gona wake. Gona ana gona wake. Ana gona wake. Awungazvirombi uchiwina. Uchifamba uchisika vamwe. Zvisiba kama is real. Misati yawakonzeresa. Sembe nerichi chawo yamangwana. Zvichakuwana chete one day. Shamwari, ndini. Ndaibhurira mumwe wano dherera. Chino mururuka chino barara. Hazvina munhu ndizo shamwari. Gona ana gona wake. Gona ana gona wake. Gona Ana gona wake. iyai gona. Pasiku iwa zvechisimba, ndabona. Gona ano cross akona se Barcelona. Gona ana gona wake nechishona. Wake ana basa, sterek sterek. Ango pane mabambi pangwa pekek. Wake akafanana nanader Ek. Kuvhute wezi mura kubhesi kwaMerek. Kunge line padola sainde damira pa S. Gona ane bag kunge Jehovah's Witness. Wake anoshurita mafire gona ndi actress. Nyaya gona akafanati nengona morombo. Diyani ano rova mumwe pasina dombo. Gona ana gona wake Liverpool yakazobatirwa pamba Kunge chombo. Gona ana gona wake. Gona ana gona wake. Gona ana gona wake. Wake. Ana gona wake. Ana gona wake. Gona ana gona wake. Ana gona wake. Musaidzi yoyo, shaa. Akuna munhu wasina basa. Munhu wese ndewamwari, miss kwa iwe. Mari yacho yauri kuganzanayo. Toi chakupinza mukeye ena. Kana kufira kupoma. Hey, one day zvichakuwana. Nemwari zvichakuwana. Muvunge kama imbokanganwa. Hero yako iwe. Zvichakuwana iwe we. Nerimwe ramazuva. Gona ana gona wake. Zvichakuwana iwe we. Nerimwe ramazuva. Gona ana gona wake. Gona ana gona wake. Gona ana gona wake. Gona ana gona wake. Ndai zvaivhira, mwari wakukonesa. Ndai vakupenyera. Ziso vakaita pana sauro. Sauro wembaibheri.
Nox — Gona Ana Gona Wake
«Gona Ana Gona Wake» — Nox. Читайте текст песни и подпевайте с караоке-подсветкой: строки текста подсвечиваются в такт музыке. Слушайте онлайн бесплатно или скачайте mp3. Длительность записи — 3:49. Жанр — Фьюжн.
