Текст песни
Unohera kata love kuti unongozvinzi, Chimubira kufona kana chimubira apo hazvi mufeso Wangu achiripo. Gaia. Apa vawo wangu ndakira kuti muno nharo muta kuutsa Kata vakudanana nayo. No Haukuonekana moyenga wangu Rozi. Kana kudaheya kutyisa nayo. Ice and roses. ndachaketwa nevanhu vangu. Mhika wanga shapwa. As we saw love. Ndiya kukacha. Tell me what to say. Kudanana nemuno ari kudananana nemumwe munhu. Zvinori wata say iko. Kutsudana nemuno ari kutsudana nemumwe munhu. Kuitwa pain killer. Pota musoro watenderedzwa nemumwe munhu. Kuitwa pain killer. Papadzira pepera chemetswa nemumwe munhu. Uh huh, uh. Hanzi call me before eight, Chete. Please kana wakufona tanga wabipa, Chete. Pa den zvaka press hamfesi wangu akanditeya. Let's keep it on the low, love yedu inozopera. Ndiri spray ya wiri rakamiri ra puncture. Kufonera koso yacho sha ndenge ndakudya ocha. Hurting inside, ndiri kukwirira mukati. How do I love you pane mumwe pakati? We can't go to the mall, chozoone kwane vanhu. Kana tichifamba tese ngapaite muganu. No holding hands, hapana PDA. Ndio love yachohera ndichanzvisise. Zvakodzimbwa moyo wangu ndakaperera pahuri. Kana pane vanhu zita rangu hauta uri. Unogara ndichemera ini pane nge hakukanya. Ndio time ndokuona ndenge ndawanamukana, Ah. Zvinori wata say. Kudanana nemuno ari kudananana nemumwe munhu. Zvinori wata say iko. Kutsudana nemuno ari kutsudana nemumwe munhu. Kuitwa pain killer. Pota musoro watenderedzwa nemumwe munhu. Kuitwa pain killer. Papadzira pepera chemetswa nemumwe munhu. I can't be that other guy, ndiri kuda iwe Wewe wese. Musoro, moyo wako, ndiri kuda netsoka Zvese. I long to see you wakapfekana gauni. Likada kukuona, ndichikuona like now, But I gotta wait kuti mufeso ako hambova. How can I love you pane mumwe ari kuchitofa? Urikwadza moyo wangu. Maybe ndini hangu, I should just let go. Ndono tsvaga wangu hangu. Lie to me, ndiwudze zvinnde zvangu. My hips hayande hangu, my lips hayande hangu. Tell me what I gotta do, how this game Gon' end. Kuzvo tikaba tickets, But one of us gon' be dead. Zviri better undinyefere. Undinyefere. It's better undinyefere. Better undinyefere. Kuti I'm the only one, yeah. I'm the the only one wangu nda--zviri Better. Ndakipite undinyefere, Yeah. Kuitwa pain killer. Oh. Pota musoro watenderedzwa nemumwe munhu. Oh. Kuitwa pain killer. Kuitwa pain killer. Papadzira pepera chemetswa Nemumwe munhu. Na, na, na, Na. Kuitwa Pota musoro watenderedzwa nemumwe munhu. Watenderedzwa nemumwe munhu. Kuitwa pain killer. Papadzira pepera chemetswa Nemumwe munhu. Zvinori Wata say. Kudanana nemuno ari kudananana nemumwe munhu. Zvinori wata say iko. Kutsudana nemuno ari kutsudana nemumwe munhu. Kuitwa pain killer. Pota musoro watenderedzwa nemumwe munhu. Pota Kuitwa pain killer. Papadzira pepera chemetswa nemumwe munhu. Vanhu. This is Stunna. Na Nox. Tazvina cash. Meet Ice and Roses. Dirty ish.
Nox, Stunner — Pain Killer
«Pain Killer» — Nox, Stunner. Читайте текст песни и подпевайте с караоке-подсветкой: строки текста подсвечиваются в такт музыке. Слушайте онлайн бесплатно или скачайте mp3. Длительность записи — 4:24. Жанр — Поп.
