Текст песни
Oh, mama, mama, yeah. Ndizoyere mundiwa iwe. Shuva ndizoyere baby wangu. Oh, zita rangu nde Nox. Fana uya wepa zaka. Muyera shumba chikara. Baby ndizoyere mundiwa wangu iwe. Shuva ndizoyere mundiwa wangu iwe. Kundi sona kudaro, Kundi pina kudaro, kuchengera kudaro, Ndizoyere iwe. Hapana zuva randotamba nema fes. Tekadaro ino ndoita kes. Murume wepi anotungwa nebaby kudaro. Kupuremekedza. Hakusi kupusa. If I let you be. Andisi chitota. Vaka wanda mudzimba, asi nga puwe time kana space Kana sei. Azi ini ndokupa, tikaenda out ziva ndozopa Kumba baby. Ndizoyere mundiwa wangu iwe. Ndizoyere mundiwa wangu iwe. Kundi sona kudaro. Kundi sona kudaro. Kundi pina kudaro. Kuchengera kudaro. Kuchengera kudaro. Ndizoyere. Friday varume vanongowana voplana. Tonofarira kupi? Tonofarira kupi? Tononwira kupi? Chibodoro. Eri chakuda chiri kupi? Ndizvo zvinoita vamwe. Asi ini kuchinja mapamheyi, ndava maid here kana bye Bye. Uwa ndende chakuchinjira, wona saidera usinga Mupfungira. Azvisiza hunotoda, kuenda kubha wa neni hunoda iwe. Ndizoyere mundiwa wangu iwe. Shuva ndizoyere. Ndizoyere mundiwa wangu iwe. Kundi sona kudaro. Kundi pina kudaro. Kuchengera kudaro. Kuchengera kudaro. Ndizoyere. Ndizoyere mundiwa wangu Ndizoyere. Ndizoyere mundiwa wangu iwe. Kundi sona kudaro. Kundi sona kudaro. Kundi pina kudaro. Kuchengera kudaro. Kuchengera Ndizoyere. Unodi kaida hora baby. Ndika buda ne Friday. Ndenge ndichengo chilla ne boys eh. Yaunuka yando ya ndiri kuita. Ndichilla vanda ko ndakuita Monday. Asi ya ndidaro, sakamera kundi ndaro, Woah. Hapana chinopowa, sekunziwa chita usina. Ndokupa tinozo ngoti, ndikoko, Ndikoko. Ndizoyere mundiwa wangu iwe. Ndizoyere. Ndizoyere mundiwa wangu iwe. Kundi sona kudaro. Kundi sona kudaro. Kundi pina pina kudaro. Kuchengera kudaro. Kuchengera kudaro. Ndizoyere. Ndizoyere. Aho, aho, aho. Kundi sona kudaro. Kundi sona pina kudaro. kudaro. Kuchengera kudaro. Kuchengera kudaro. Ndizoyere. Usaonze ma friends. Anokupurira. Ne vaya masina varume. Vanokupurira. Usaitaje ma groups. Anokupurira. Ne vaya vanoda mother power. Vanokupurira. Aho, aho, Aho. Aho, Aho, aho. Na, na, na, na, na, na, Na. Oh.
Nox — Ndizvo Here
«Ndizvo Here» — Nox. Читайте текст песни и подпевайте с караоке-подсветкой: строки текста подсвечиваются в такт музыке. Слушайте онлайн бесплатно или скачайте mp3. Длительность записи — 4:25. Жанр — Альтернатива.
