Текст песни
Mumwe wangu, chido chemoyo. Rovara, Mudziwa wangu. Sawira wangu, Shamwari yangu. Zvese zvangu, ndaperedwa ini. Ndaita- Seiko, seiko. Mwana uyu ndinomuda. Seiko, seiko. Ndashaya kana nere muramo. Seiko, seiko. Mwana uyu ndinomuda. Seiko, seiko. Oh, oh, Baby. Baby. Ini. Ini. Ndada. Mm. Kuwa newe. Kuwa newe. Kuzviga zvenaka. Baby, baby, baby. Baby. Oh. Ini. Ini. Ndada. Oh. Kuwa wako. Eh. Ndarimi, ndarimi. Zuva rangu, rungwanani. Mwedzi wangu, mamba kweda. Nyeredzi yangu, ngirozi yangu. Zvese zvangu, ndaperedwa ini. Ndaita seiko. Seiko, seiko. Seiko, seiko, seiko, seiko. Seiko, seiko. Ndashaya kana nere muramo. Seiko, seiko. Mwana iwe ndinomuda. Seiko, seiko. Seiko, seiko, seiko, seiko. Baby, ndada. Ini ndada. Kuwa newe. Kuwa newe. Kuzviga zvenaka. Oh, oh, oh, oh. Baby. Baby. Ini. Ini. Ndada. Ndada. Kuwa wako. Kuwa wako. Ndarimi, Baby, baby, Baby. Ini. Ini. Ndada. Ndada. Kuwa newe. Kuwa newe. Kuzviga zvenaka. Eh. Baby. Baby. Ini. Ini. Ndada. Ndada. Kuwa wako. Kuwa wako. Ndarimi, Ndarimi. Oh. Seiko, seiko. Mudziwa wangu ndati seiko. Seiko, seiko. Kunyange ure kure mudziwa. Seiko, seiko. Baby wangu ndati seiko. Seiko, seiko. Kunyange ure kure, baby. Baby. Eh. Ini. Ini. Ndada. Ndada. Kuwa newe. Kuwa newe. Kuzviga zvenaka. Oh, oh, oh, oh. Baby. Baby. Ini. Ndada. Kuwa wako. Kuwa wako. Ndarimi, ndarimi. Baby, baby, baby. Baby. Baby. Ini. Ini. Ndada. Ndada. Kuwa newe. Kuwa wako. Kuzviga zvenaka. Oh, Baby. Baby. Ini. Ini. Ndada. Ndada. Kuwa wako. Kuwa wako. Ndarimi, ndarimi. Na, na, na, na, na.
Nox — Ini Ndada
«Ini Ndada» — Nox. Читайте текст песни и подпевайте с караоке-подсветкой: строки текста подсвечиваются в такт музыке. Слушайте онлайн бесплатно или скачайте mp3. Длительность записи — 4:02. Жанр — Поп.
