Текст песни
Fide. Zitarangudo zinotss. Ehe. Ndauya pa fair. Kutaura fair. Nokutyuna fair. Fide. Pane vamwe vanhu vasina basa. Vasina basa. Siyana nabo. Uyi wega zviri nani. Uyi wega zviri nani. Tamba uyi wega zviri nani. Siyana nabo. Fide. Ndakadzidza zvakawanda zvevanhu mu life. Anoti anokuda achinyepa. Wango furatira utanga kukunyepha. Vanhu vakadaro mamhero. Apa iwe unenge uchiti mahero. Chikai kumutamba shamwari. Ongosi ya pedzerane namwari. Ndakazviwonera first hand. Ndaiti akachena moyo iripendi. Ikozvino handina pressure. Pesepandadhira ndotamba pressure. Pane vamwe vanhu vasina basa. Pane vamwe vasina basa. Vasina basa. Siyana nabo. Uyi wega zviri nani. Uyi wega zviri nani. Tamba uyi wega zviri nani. Siyana nabo. Vamhuri vanoti shara chimwe hachitswa nhinda. Uye vanozoti zve neva chinji hatina mache. Asi imi ndasaru da yembera. Ndaprokabese vanondirera. Ndavane brain dziri free. Masuva ose ndinyora dzimbo three. Kana manheru ndakurara. Andichambozviswe tine nzara. Matambo dzimbo disappear. Hazvina wingiti disappear. Kune vamwe vanhu vasina basa. Pane vamwe vanhu vasina basa. Vasina basa. Siyana nabo. Uyi wega zviri nani. Uyi wega zviri nani. Tamba uyi wega zviri nani. Siyana nabo. Fide. Ndakadzidza zvakawanda zvevanhu mu life. Anoti anokuda achinyepa. Wango furatira utanga kukunyepha. Vanhu vakadaro mamhero. Apa iwe unenge uchiti mahero. Chikai kumutamba shamwari. Ongosi ya pedzerane namwari. Ndakazviwonera first hand. Ndaiti akachena moyo iripendi. Ikozvino handina pressure. Pesepandadhira ndotamba pressure. Pane vamwe vanhu vasina basa. Pane vamwe vanhu vasina basa. Vasina basa. Siyana nabo. Uyi wega zviri nani. Uyi wega zviri nani. Tamba uyi wega zviri nani. Siyana nabo. Vamhuri vanoti shara chimwe hachitswa nhinda. Uye vanozoti zve neva chinji hatina mache. Asi imi ndasaru da yembera. Ndaprokabese vanondirera. Ndavane brain dziri free. Masuva ose ndinyora dzimbo three. Kana manheru ndakurara. Andichambozviswe tine nzara. Matambo dzimbo disappear. Hazvina wingiti disappear. Kune vamwe vanhu vasina basa. Pane vamwe vanhu vasina basa. Vasina basa. Siyana nabo. Uyi wega zviri nani. Uyi wega zviri nani. Tamba uyi wega zviri nani. Siyana nabo. Knocks on the quality.
Nox — Siyana Navo
«Siyana Navo» — Nox. Читайте текст песни и подпевайте с караоке-подсветкой: строки текста подсвечиваются в такт музыке. Слушайте онлайн бесплатно или скачайте mp3. Длительность записи — 3:50. Жанр — Альтернатива.
