Текст песни
Bison Roses. Pasi pano pezuwa ka. Papa naka na mumwe. Anga ndide sezva unoita. He ai. Unofona mangwanani. Baby what I say. Usvede bo. Ugosveda uchandifunga wo. Pa lunch uno texta. Baby wambo dzaiko. Abana mbo kuneta here. Ndudze mudziwa. Manheru unouya kumba. Wondikangira sapa. Wonditoda usati waenda. Wotaresa mamaziso. Uti ndiwewo andinoda. Ndiwewo andinoda. Ndiwewo andinoda. Nox usanyepere weka. Unoti ndiwewo andinoda. Baby ndiwewo andinoda. Ndoda kuva mai vevana, vevana vako. Kana moyo nomfanana. Kana uri ko, ndokururuka ini. Usayende kure. Handidi kukushaya. Bechonenhi, ndopenge here ini. Ndichakuyimbira chimbo. Cha Trevor Dongo. Nheru nagoru wako. Baby ndinonyemwerera. Kufanana na mamhi vako. Uhane moyo nherudo. Iwe wekani. Ndiwewo andishandura. Ndakuenda kuchechi. Ndakupeka masutu. Ndakuyimba mugwaya. Baby ndarongerekani. Ndavakuterera. Baba charamba na sapa. Ndakugara ndinezuda. Ndinofana paunoti. Baby ndiwewo andinoda. Ndiwewo andinoda. Ndiwewo andinoda. Nox usanyepere weka. Unoti ndiwewo andinoda. Baby ndiwewo andinoda. Ndoda kuva mai vevana, vevana ndine iwe, Nomfanana. Kana uri ko, ndokururuka ini. Usayende kure. Handidi kukushaya. Bechonenhi, ndopenge ini. Ntombazana umushe njengembali. Angifuna ukuba manguyangibulala zali. Mondlula ngendlela besuluka bonke. Befuna ukwande ntombi esendlula zonke. Ngihlela ngikuthandi impilo yami yonke. Even when the sky is falling never we cross Way. The way you look whatever you do it Goes the right way. Whatever you say you make Sure it's just the right thing. Tala ndihamba. Ndifuna ukuthandwa. Kodwa wena waba ngesosukileyo. Unendla ndonwabhe. Ingaba liphuphana. Andikholwa bane mfumene. Ndiyenthanda lona. Kubado fanana. Kubado njengaye. Oya ndibambele. Zalungqamla. Ndifuna wena. Ndifuna ubani. Ndakubabani. Uwe. Moyo nomfanana. Moyo nomfanana. Kana ko. Uri ko. Usayende kure. Kure. Handidi kukushaya. Kukushaya. Bechonenhi, ndopenge here ini. Kana ndine iwe. Iwe, iwe. Moyo nomfanana. Moyo nomfanana. Uri ko. Uri ko. Usayende kure. Usayende Handidi kukushaya. Handidi, Bechonenhi, ndopenge here ini. Hankana bechonenhi, yeah.
Nox — Kana Ndinewe
«Kana Ndinewe» — Nox. Читайте текст песни и подпевайте с караоке-подсветкой: строки текста подсвечиваются в такт музыке. Слушайте онлайн бесплатно или скачайте mp3. Длительность записи — 4:35. Жанр — Поп.
