Текст песни
Ndokutenda mwari baba vangu vedenga. Oh baba we, makandi nakira. Ndokutenda mwari baba vangu vedenga. Oh baba we, makandi nakira. Ndokutenda mwari baba vangu vedenga. Oh baba we, makandi nakira. Ndokutenda mwari baba vangu vedenga. Oh baba we, makandi nakira. Makandi chengeta kuvandiri mwana mudiki. Mukanditarisa, kusvika pandiri nazi. Makandi chengeta kuvandiri mwana mudiki. Mukanditarisa, kusvika pandiri nazi. Ndinokutenda i baba nezvakaudza. Ivo vabereki vangu, vapi makora kawanda. Ichichi po, Timi makanzi po. Biri yose ndinoitosa kwamuri, baba we. Ndokutenda mwari baba vangu vedenga. Oh baba. Oh baba we, makandi nakira. Ndokutenda i musiki baba. Ndokutenda mwari baba vangu vedenga. Oh baba. Oh baba we, makandi nakira. Ndokurumbidza i mwari we. Ndokutenda mwari baba vangu vedenga. Oh baba. Oh baba we, makandi nakira. Tininokutenda i mwari baba wedenga. Ndokutenda mwari baba vangu vedenga. Oh baba. Oh baba we, makandi nakira. Mutora worima, anoturandima. Zvizvo nyanyisa, anotennesandima. Mutora worima, Anoturandima. Zvizvo nyanyisa, anotennesandima. Rumbidzwai, Namatwai. Oh bongwai, Oh baba. Rumbidzwai, Namatwai. Oh bongwai, oh baba. Hambondisiya ndirinde ga baba. Naizvo zvando tenda, muchina werugare. Hambondisiya ndirinde ga baba. Naizvo zvando tenda, munyaradzi wangu. Timidokutera, anondiporesa. Alpha na Omega, mamone kukuma. Timidokutera, anondiporesa. Alpha na Omega, mamone kukuma. Ah, Simuka uchambiri chivhu. Iwe, iwe, iwe, iwe, Iwe. Simuka, simuka, simuka. Simuka, simuka, simuka. Simuka, simuka, simuka. Chambiri mwari. Tamba, tamba, tamba tambiri mwari. Tamba, tamba, tamba tambiri mwari. Simuka, simuka, simuka. Simuka, simuka, simuka. Simuka, simuka, simuka. Chambiri mwari. Simuka, simuka, simuka. Simuka, simuka, simuka. Simuka, simuka, simuka. Chambiri mwari. Ndokutenda mwari baba vangu vedenga. Oh baba we, makandi nakira. Ndokutenda mwari wangu wedenga. Ndokutenda mwari baba vangu vedenga. Oh baba. Oh baba we, makandi nakira. Rumbidzwai. Rumbidzwai. Namatwai. Namatwai. Oh bongwai. Bongwai. Oh baba. Oh baba. Rumbidzwai. Rumbidzwai. Namatwai. Namatwai. Oh bongwai. Oh baba. Oh baba. Tininokuwonga i musiki nechipo cheupenyu. Mati chengeta gore rino, hakusvikugona kwedu asi Kuti nyasha dzenyu. Amen.
Nox, Ice3 — Ndokutendai
«Ndokutendai» — Nox, Ice3. Читайте текст песни и подпевайте с караоке-подсветкой: строки текста подсвечиваются в такт музыке. Слушайте онлайн бесплатно или скачайте mp3. Длительность записи — 6:14. Жанр — Альтернатива.
