Текст песни
Simplex Music. Dinishumba ndazokaba ri dzige sango ini. I say, I say, Zvivunze iwe uri we ga. Kuti dai uri we waita sei. Uchi sina mamba. Chimbodzivunza iwe uri we ga. Kuti dai uri we waita sei. Uchi sina shamai. Upenyu hauzi easy. Kuti dai uri munhu wapenda mupema. Usazvoite busy kubhengera vangu zvakakarima. Upenyu hauzi easy. Kuti dai uri munhu wapenda mupema. Usazvoite busy kubhengera vangu zvakakarima. Vakandiziya ndiri mudiki vabereke vangu. Vabereke vangu. Ndaamoda kaiziva, Ndichiri mudiki. Uchi uzina wabereke. Topa huno una hunhu hwevanhu. Panotjikirwa nemba, topa ndaishkira. Upenyu hauzi easy. Hauzi easy. Kuti dai uri munhu wapenda mupema. Oh Usazvoite busy. Kubhengera vangu zvakakarima. Upenyu hauzi easy. Kuti dai uri munhu wapenda mupema. Usazvoite busy. Usazvoite busy. Kubhengera vangu zvakakarima. Zvaunemako vabereki waita sei? Eh waita sei? Vakakuendeswa kuchikoro kaitasei? Kaitasei? Zvimwe hazvidi kuvutirwa. Hazvidi kuvutirwa. Chimbotaongorera vanhu vako, vakafara makokorero. Upenyu hauzi easy. Hauzi easy. Dai uri munhu wapenda mupema. Oh yes. Usazvoite busy. Busy, busy. Kubhengera vangu zvakakarima. Upenyu hauzi easy. Hauzi easy. Dai uri munhu wapenda mupema. Usazvoite busy. Oh usazvoite busy. Kubhengera vangu zvakakarima. Upenyu hauzi easy. Kuti dai uri munhu wapenda mupema. Usazvoite busy. Busy, Kubhengera vangu zvakakarima. Upenyu hauzi easy. Kuti dai uri munhu wapenda mupema. Usazvoite busy. Kubhengera vangu zvakakarima. Zvakakarima. Easy, easy, easy. Kubhengera It ain't easy, Zvakakarima. Easy. Zvivunze iwe uri we ga. Kuti dai uri we waita sei? Uchi sina mamba. I-I-I-It's Nox on the quality.
Nox — Hausi Easy
«Hausi Easy» — Nox. Читайте текст песни и подпевайте с караоке-подсветкой: строки текста подсвечиваются в такт музыке. Слушайте онлайн бесплатно или скачайте mp3. Длительность записи — 2:43. Жанр — Поп.
