Текст песни
Uwa ngudayi wangu chilla, yeah. Chilla, chilla, yeah. It's, it's Dayi wangu chilla, mm-hmm, Yeah. Oh, oh, oh, oh, aye. Oh, yeah. Uwa ngudayi wangu chilla, yeah. Dayi wangu chilla, chilla, chilla, Chimbo kula down. Usanetsa nyenye vanhu. Shena gupa munyama re. Uwa ngudayi wangu chilla. Dayi wangu chilla, chilla, chilla, Chilla. Chimbo kula down. Kula down. Usanetsa nyenye vanhu. Kula down. Gupa munyama re. Gupa munyama re. Ika ruziva kuti dzungu hari patare. Manyeme nemunyama. Zwini zvozo zvino pambirana. Dzungu hari patare. Pambira ngoma, wendo rure fungwa cheiweiwe. Ende usapinde boma. Unangopedze vana vana mukoma, yeah. Dayi wangu chilla, chilla, chilla, Chilla. Chimbo kula down. Usanetsa nyenye vanhu. Yeah, yeah. Shena gupa munyama re. Uwa ngudayi wangu chilla. Dayi wangu chilla, chilla, chilla, chilla. Chimbo kula down. Usanetsa nyenye vanhu. Shena gupa munyama re. Inga vakuru vakataura. Kunyarara kunokunda kutaura. Ndosaka nini ndazo shaura. Zvasarira iwe pangu ndasakura. Pambira ngoma, wendo rure fungwa cheiweiwe. Ende usapinde boma. Unangopedze vana vana mukoma, yeah. Dayi wangu chilla, chilla, chilla, Chilla. Chimbo kula down. Yeah, yeah. Usanetsa nyenye vanhu. Usanetsa Shena gupa munyama re. Usanetsa Dayi wangu chilla, chilla, Chilla, chilla. Chimbo kula down. Yeah. Usanetsa nyenye vanhu. Usanetsa Shena gupa munyama re. Yeah. Pambira ngoma, wendo rure fungwa cheiweiwe. Chilla, yeah. Ende usapinde boma. Unangopedze vana vana mukoma, yeah. Dayi wangu chilla, chilla, chilla, Chimbo kula down. Usanetsa nyenye vanhu. Chilla. Shena gupa munyama re. It's Sika, baby. Dayi wangu chilla, Chilla, chilla, Chimbo kula down. It's Nox on the quality.
Nox — Chilla
«Chilla» — Nox. Читайте текст песни и подпевайте с караоке-подсветкой: строки текста подсвечиваются в такт музыке. Слушайте онлайн бесплатно или скачайте mp3. Длительность записи — 2:49. Жанр — Этническая.
