Текст песни
Oh yeah. Sh-Sh-Shelltongue on the beat. Shimba zekare. Uchazivhunzira munyama. Murume muno hatambwe naive. Uchazvikokera jambwa. Mukadzi wemuno hatambwe naive. One day zvichaputika, Zvichaputika. Kamari chadambura muzingo iwe we. One day uchayanikwa. Zwichaputika. Kamari chadambura muzingo iwe we. Unongo tremba neiko iwe we. Iwe we. Aha. Chinoku pa chirindi chiko iwe we. Iwe. Aha. Zviripeta ushingirire nekuchaga mwari Ye. Pane kushingirira papepi wemungwe. Zviripeta ushingirire, utsage mari we. Pane kushingirira papepi wemungwe. Uchazvimakisa iwe. Yakuitai nonzi suicide. Oh, uchazvimakisa iwe. Oh, ndiyo suicide. Iyoyi. One day zvichaputika, Zvichaputika. Kamari chadambura muzingo iwe we. One day uchayanikwa. Zwichaputika. Kamari chadambura muzingo iwe we. Ahe ya. Ahe. Oh yeah. Ahe ya. Ahe. Shimba zekare. Ahe. Uchazivhunzira munyama. Murume muno hatambwe naive. Uchazvikokera jambwa. Mukadzi wemuno hatambwe naive. One day zvichaputika, zvichaputika. Kamari chadambura muzingo iwe we. One day uchayanikwa. Zwichaputika. Kamari chadambura muzingo iwe we. Unongo tremba neiko iwe we. Iwe we. Aha. Chinoku pa chirindi chiko iwe we. Iwe. Aha. Oh yeah, yeah, yeah, yeah. Ndiyo suicide. Yeah. Oh yeah, yeah, yeah, yeah. Ndiyo suicide. Iyoyi. Oh yeah, yeah, yeah, yeah. Ndiyo suicide. Yeah. Oh yeah, yeah, yeah, yeah. Ndiyo suicide. Iyoyi. Sh-Shelltongue on the beat.
Nox — Suicide
«Suicide» — Nox. Читайте текст песни и подпевайте с караоке-подсветкой: строки текста подсвечиваются в такт музыке. Слушайте онлайн бесплатно или скачайте mp3. Длительность записи — 3:28. Жанр — Этническая.
