Текст песни
Alo. Na, na, na, na, Na, dawg. Huh? Ndirikuya. Iwewe, iwewe, uchandifurira. Mwana, iwewe, uchandiparira. Iwewe, iwewe, uko nifurira. Hazindozvifarira. Furira, furira, uchandiparira. Furira, furira, hazindozvifarira. Kano fona manheru ndarara. Koti muri kuita sei ko mudara? Koti hande ipepeti nofara. Ona pressure ratanga kutara. Ndozvana zvimudza viri. Ndananga kwakare kune madiri. Asi foshuwa sandizozva ndiri. Ndichingosvika koti mari yedoro giri. Ndozvana zvitigona mari yeberia. Iwewe-Kaya. Iwewe, uchandifurira. Mwana, iwewe, uchandiparira. Iwewe, iwewe, uko nifurira. Mwana, iwewe, uchandiparira. Uchandifurira, furira, uchandiparira. Furira, furira, hazindozvifarira. Furira, furira, uchandiparira. Furira, furira, hazindozvifarira. Pava ndasvika kane mini. Kufwa kandi tomota preninini. Zviya zvino voita mainini. Kumukati ameno ndichadzoka rini? Kaya ndasiya mela zvadheni? Asi ikozvino hai na basa meni. Ikozvino foni ndatsima. Kuti andiwani achakondivhima. Iwewe, iwewe-Achandenda mumabvi. Uchandifurira. Iwewe-Ndo file a report. Uchandiparira. Hurumwo hwangu ari missing. Iwewe, Iwewe-uko nifurira. Hapa handisi missing. Mwana, iwewe. Ndiri enjoy. Furira, Uchandiparira. Furira, furira, Furira, Furira, uchandiparira. Furira-Ha! Ha! Uchandiparira. Furira, kunwi chete. Hazindozvifarira. Ndirfekese. Unozvani? Ah, zvekoma. Ndatsenga masara nodzura, baby. Dzura, dzura, dzura, dzuraaa! Handiriwe over, siri. Pade pena, Babe. But mukadzi wangu achandishura. Iwewe, iwewe, uchandifurira. Shura, shura. Mwana, iwewe, uchandiparira. Handizvino. Iwewe, iwewe, uko nifurira. Achandirova. Mwana, iwewe-uchandiparira. Uchandiparira. Handifurira. Furira, furira-Handifurira. Hazindozvifarira. Furi, furira. Furira, Furira! Uchandiparira. Sare ndokurovedza. Furira, furira, hazindozvifarira. Furira. Ndaka-ndakaona zvidii zviya padheni. Ndoparaaa furira!
Nox — Furira
«Furira» — Nox. Читайте текст песни и подпевайте с караоке-подсветкой: строки текста подсвечиваются в такт музыке. Слушайте онлайн бесплатно или скачайте mp3. Длительность записи — 3:51. Жанр — Этническая.
