Текст песни
Oh, yeah. One more time for the ladies, y'all. Nox. You know me, had to do this one. Robbie G. Let's go. See, I'm longing for you. Ndakusuwa. You're the light of my days. You're the rain in my life. Mudiwa wangu. Pasina iwe hakuna mume. Baby, chingoterera, chikupakurira chido chemoyo. Ndiwe wega love yee, uzimva ndani? Hakuna mume wandingade, kunze kwako mai wana. Hakuna mume wandingade, mazera udo. Unondipa kaimi, unondipa rudo. Netariro, unondipa tariro, oh. See, I'm longing for you. Ndakusuwa. Ndakusuwa. You're the light of my days. Oh, whoa, whoa. You're the rain in my life. In my life. Mudiwa wangu. Hey. Pasina iwe hakuna mume. Uh, naka luckywa panda kakuona the first day. Nkati, "Baby, ndinokuda, kundinga zviti say." Ukanyaririra, nikatapirirwa. Ukati, "Robbie, I really wanna be your girlfriend 'cause you make it wanna last." Karudo kachipisa. Toenda show ya Nox, handi apuwa visa. Louis Vuitton, baby, ndokuvekedza. Nezvese zvaunoda, baby, chingonongedza. Handi wana singachena, anofira mbereko. So I declare my love, putting you on the Level. Change the status on my Facebook, no longer Single. Twederera pa G's, garira perto. See, I'm longing for you. Longing, longing. Ndakusuwa. So in love. You're the light of my Days. You're the rain in my life. Rain in my life. Mudiwa wangu. Mudiwa wangu. Pasina iwe hakuna mume. See, I'm longing for you. For you. Ndakusuwa. Kusuwa. You're the light of my days. My days. You're the rain in my life. Hey. Mudiwa wangu. Mmm. Pasina iwe hakuna mume. Chakusuwa. Kuseiwe, Kusuwa. Yeah. Chido chemoyo. Moyo wangu. It's how it's okay, Baby, handizvikone. Zvekugara chinguva ndisina kukuona. We on the phone and this is what I Told ya. That I'm the general, you my only Soldier. Uya mumavako angu, let me hold ya. Ndiwe wega, chido chemoyo kwangu. Uri maive kwangu, tsori yangu, Mbaku yangu, uri zvese zvangu. See, I'm longing for you. Ndakusuwa. Ndakusuwa. You're the light of my days. Light of my days. You're the rain in my life. The rain in my life. Mudiwa wangu. Mudiwa wangu, Pasina iwe. Hakuna mume. See, I'm longing for you. You. Ndakusuwa. Ndakusuwa. You're the light of my days. You're the light of my days. Oh. You're the rain in my life. Ha. Mudiwa wangu. Mudiwa wangu. Pasina iwe. Hakuna mume. It's your boy, Nox. Hakuna mume. first choice. We make music, not noise. Uh, yeah. Oh. Robbie G. Ooh, yeah. The future comes from UG. What you See, uh. Woo.
Nox — Longing For You
«Longing For You» — Nox. Читайте текст песни и подпевайте с караоке-подсветкой: строки текста подсвечиваются в такт музыке. Слушайте онлайн бесплатно или скачайте mp3. Длительность записи — 4:15. Жанр — Этническая.
