Текст песни
Nnamavumo. Yeah, Mr. O, what's up? Nox. From the way it go. Rudo rwedu never kept it on the low, Low. Low, Now they ask me, "What is this Thing ori po?" I tell them, "Rudo rwedu riri Priceless." That's why your love is my only Weakness. Weakness. Still in this Jackson, will you marry me? Toita ema little babies. Na, Torana makawu, peni twete block steady. Na, na, kupindwa make my family. Baby, ndinoda kuzive. Ninini handichada mumwe. Ona, haurinda zvipira. Ninini kuzika kumadumbo. Zese zvinokunetsa, Ndiripo, oh, oh. Ndizagadzirisa. Paunotema, ndiripo, Oh, Oh. Ndizakunyaradza iwe, iwe, iwe, Iwe. Ndive iwe, iwe, iwe, iwe. Oh. Mudiwa wangu handingade mumwe. Baby, ndive iwe, iwe, Ndive iwe, Iwe, iwe chete. Ndive iwe, iwe, iwe. Mudiwa wangu handingade mumwe. Ndive iwe, iwe, Iwe. Iwe chete. Yeah. Wakambo. Dana nems ka naka naka. She who don't need you, but inside that you Spark her. No excuse, love, love iri fair. Ukati, "Baby, ndaka broke," anoti, "Baby, I don't care." Oh. Anytime, oh, girl, Hanoto dazve family. Oh. She will go out of way kuti usaite Lonely. Anzi, "Baby, please, my feelings they are Calling." Ukati, "Mukami, paku ndezvi globe wombi." Gaia, hanondi kila zviriso. Hanondi itsa tin' scream and chiti you my one And only. Gaia, hanopana padanga hanzi excuse. Papi zvimukenyu yakakwana. That's what I call love yakawandisa. Love iri proper. Love yakanakisa. That's what I call love inonakisa. "But ndipo, ndipo, ndipo ndombo kumbera." Ndive iwe, iwe, Mudiwa wangu handingade mumwe. Baby, ndive iwe, iwe, iwe, iwe. Ndive chete. Ndive iwe, iwe, iwe, Mudiwa wangu handingade mumwe. Eh, handingade. Baby, ndive iwe, iwe, Iwe. Eh, handingade. Ndive chete. Ndakamuspot' paka tipe ramwe two. Ane swagger aka bata ice cream. Ndikamuti, "Baby, what am I to do? You look exactly like the woman in my dream." Handibata so, baby wangu nasa kuno. Nditrisipo, tsara yake mese muno. Tomira home, tomira home. Magomo udenga wanga peka. Ndive iwe, iwe, iwe, iwe. Ndive. Mudiwa wangu handingade mumwe. Baby, ndive iwe, iwe, iwe, iwe. Ndive chete. Oh. Ndive iwe, iwe, iwe, Mudiwa wangu handingade Mumwe. Baby, ndive. Ndive chete. iwe, iwe, iwe, iwe. Ndive. Mudiwa wangu handingade mumwe. Ndive. Baby, ndive iwe, iwe, Iwe, chete. Oh, Oh, oh, oh, Oh. Da, da, da, da, da. Na, na, na, na, Oh, oh, oh, oh. Nox. X. Uh-huh. Nnamavumo. TBA.
Nox — Ndiwe
«Ndiwe» — Nox. Читайте текст песни и подпевайте с караоке-подсветкой: строки текста подсвечиваются в такт музыке. Слушайте онлайн бесплатно или скачайте mp3. Длительность записи — 4:52. Жанр — Этническая.
