Текст песни
Iwa Ndinoda. Ndoda kuti iwe uzive. Watora moyo wangu. Moyo wangu, mudziwa wangu. Iwa ndinoda. Ndoda kuti iwe uzive. Watora moyo wangu. Ndozvekudini ko mudziwa, Handina kana nemashoko. Tano mirira ndoita zvaiko kana usipo. Zva ndinoda ndiwewe kane weuno ziva. Tiga dzakanaka, moyo wakanaka. Ooooh. Iwa ndinoda. Ndoda kuti iwe uzive. Watora moyo wangu. Moyo wangu, mudziwa wangu. Iwa ndinoda. Ndoda kuti iwe uzive. Watora moyo wangu. Ndinokufunga iwe baby, everyday, Everyday. Watora moyo wangu, ooo Isapezvo newapo. Hapana chandingade, Undirimbise. Haundirase, Haundirase. Iwa ndinoda. Kuti uzive. Watora-Watora moyo wangu, watora moyo Wangu. Iwa ndinoda. Mudiwa wangu, mudziwa wangu. Watora moyo wangu. He he he he he. Oh. Mudiwa, mudiwa. Mudiwa, mudiwa. Mudiwa, mudiwa. Mudiwa, Mudiwa, Mudiwa. mudiwa. Mudiwa. Iwa Ndinoda. Ndinoda kuti iwe uzive. Watora Moyo wangu. Watora moyo wangu, mudziwa wangu. Iwa ndinoda. Oh oh oh oh. Watora moyo wangu. Moyo wangu, mudziwa wangu. Eh yeye ye eh. Oh. Baby baby, baby baby, mudziwa wangu. Mudziwa wangu. Oh oh. Eya aya ya. Yeah. That's how we do for 2010, you know what I'm saying? This is Nox up in the place. I got TB on the controls. Mudiwa, This is Pantu Beats Records, Baby. Mudiwa, mudiwa. Mudiwa, Say say, say say. Uh, yeah. Mudiwa, Say say, say say. Uh, yeah. Watichi. This is, uh, Zim's finest. Tisu tine yese, uh. Tisu tine yese, Haha, tine yese, uh-huh. Tisu tine yese. Tisu tine yese. Watichi now, tine yese. I'm out of here. Good night, ladies and gentlemen. This your boy Nox representing H-Town, Baby. I'd like to, uh, introduce you to my band. I got Reason on the beats, Newendo on the vocals, TB on the controls, Tererai on the BVs. Thank you, ladies and gentlemen. This is Zim's Finest. Tisu tine yese. Pantu Beats playboy, what's up?
Nox — Ndinoda
«Ndinoda» — Nox. Читайте текст песни и подпевайте с караоке-подсветкой: строки текста подсвечиваются в такт музыке. Слушайте онлайн бесплатно или скачайте mp3. Длительность записи — 4:59. Жанр — Этническая.
