Текст песни
Nox. Ooh, baby. Tawanda. Oh, yeah. Mac D. Hey, Hey. Hey. Yeah. Ndingafare kwazvo kana ukandipa. Mukana mudiki wekukuratidza. Zvadiri mumoyo mangu ukazviziva. Ukaziviona, unobatoziva. Ndinokuvimbisa, ndorunobva mumoyo. Ukangotarisa, maziso unona. Achipupura, Rudo rwangu tarira. Runopa tsukira, moyo wakawo kara. Verse two. Nedzimafumadza, Ndini chizama. Kuti utvisise zvirikuti kwe moyo. Zvadiri mumoyo mangu ukazviziva. Ungozivona, haugokwe wanisiya. Oh, baby, Baby. Ndinokuvimbisa, ndorunobva mumoyo. Ukangotarisa, maziso unona. Achipupura, rudo rwangu Tarira. Runopa tsukira, moyo wakawo kara. Ndinokuvimbisa, ndorunobva mumoyo. Ukangotarisa, maziso unona. Achipupura, rudo rwangu Tarira. Runopa tsukira, moyo wakawo kara. Break it down. Ndinokuvimbisa, ndichakupa rudo Rinodadzisa. Vaya vanonyepa achovanyatsisa. Vanongoda zvekungotipikisa, ah. Ndinokuvimbisa, ndichakupa rudo rinodadzisa. Vaya vanonyepa achovanyatsisa. Vanongoda zvekungotipikisa, ah. Ndinokuvimbisa, Ndinokuvimbisa. Oh, yeah. Hey. Haha. Ndinokuvimbisa, ndorunobva mumoyo. Ukangotarisa, maziso unona. Achipupura, rudo rwangu Tarira. Runopa tsukira, moyo wakawo kara. Ndinokuvimbisa, ndorunobva mumoyo. Ukangotarisa, maziso unona. Achipupura, rudo rwangu Tarira. Runopa tsukira, moyo wakawo Kara.
Nox — Ndinokuvimbisa
«Ndinokuvimbisa» — Nox. Читайте текст песни и подпевайте с караоке-подсветкой: строки текста подсвечиваются в такт музыке. Слушайте онлайн бесплатно или скачайте mp3. Длительность записи — 3:33. Жанр — Этническая.
