Текст песни
Shamwari, ndiwe. Sawira, ndiwe. Shamwari, ndiwe. Sawira, ndiwe. Ndiwe sawira, shamwari yemoyo wa. Ndiwe uno ndipa mufaro mu moyo. Ndiwe uno ndipa mufaro mu hana. Ndiwe unoziva kutaura neni, handinochema. Handinoremewa, Unorerutira. Kana uri po shamwari, unondizata mufaro. Kana uri po shamwari, unondipa utariro. Kana uri po shamwari, aya, ndiwe weka Shamwari. Ndiwe weka, Shamwari yangu, weka, shamwari yangu, yapamoyo. Uri shamwari, yanaka biwa namwari. Uri shamwari, Yakava kudenga. Ndinoda kuzive, Uno ndiparudo. Ndiwe uno ndipatariro, oh. Ndiwe uno ndipatariro, ndiwe. Ndiwe unoziva kutaura neni, handinochema. Ndiwe unoziva kudinyaradza, oh, Oh. Kana uri po shamwari, Unondizata mufaro. Kana uri po shamwari, kana uri po Shamwari. Kana uri po shamwari, Aya. Ndiwe weka, shamwari yangu, Ndiwe. Ndiwe weka, shamwari yangu, Yapamoyo. Ndiwe weka shamwari. Uri shamwari, shamwari. Yanaka biwa namwari. Uri shamwari, uri shamwari. Yakava kudenga. Aya. Ndiwe weka, ndiwe weka, shamwari yangu, Ndiwe. Ndiwe weka, shamwari yangu, yapamoyo. Uri shamwari, Uri shamwari. biwa namwari. Uri shamwari, uri shamwari. Yakava kudenga. Shamwari, shamwari yangu, oh, oh. Ndiwe. Sawira, sawira wangu, ndiwe. Shamwari, shamwari yangu, ndiwe. Ndiwe. Sawira, sawira wangu, ndiwe. Ndiwe. Ndiwe weka, Shamwari yangu, ndiwe. Ndiwe weka, shamwari shamwari yangu, ndiwe. Uri shamwari, ndiweshamwari. Yanaka biwa namwari. Eh. Uri shamwari, ndiwe. Yakava kudenga, ndiwe weka. Shamwari yangu, shamwari yangu, Ndiwe weka. Aya, Shamwari yangu, yapamoyo. Oh. Uri shamwari, shamwari. Yanaka biwa namwari, uri shamwari. Shamwari, yakava kudenga, yakava kudenga. Oh, Ndiwe weka, shamwari yangu, Ndiwe. Ndiwe weka, Shamwari yangu, yapamoyo. Uri shamwari, shamwari. Yanaka biwa namwari, uri shamwari. Yakava kudenga
Nox — Shamwari
«Shamwari» — Nox. Читайте текст песни и подпевайте с караоке-подсветкой: строки текста подсвечиваются в такт музыке. Слушайте онлайн бесплатно или скачайте mp3. Длительность записи — 4:14. Жанр — Этническая.
