Текст песни
Ngeweri kamakore awa ndauchindinyepera iwe. Uchindivimbisa uchi taura zvichaitose zvachose. Tingadzana nemakore mangani ndichingova dibhebirano. Ini ndakautsa moms kuti isu tiri close. Tingaramba ndichichema ini kunge ndisina choice. Ndivhutse pachine nguva kuti ndise pedza voice. Tingaramba ndichichema ini kunge ndisina Choice. Ndivhutse pachine nguva kuti ndise Pedza vo-ice. Nguva ichauya, ichauya kumba. Ichoona baba nokumira Iwe. Ndaange zvichirema, ichauya kumba. Aiwa, ndazvipira zvacho. Nyara rakuchema Nekuta misodi. Terera ndikutaurire. Ooh. Kana wuzi nga gomeya, tarisa maziso. Wona handikunyepere iwe. Gore rino uya, sadombo vachauya. Gore rino uya, sadombo vachauya. Nokutora hoya newe kumba. Nguva. Nguva ichauya, ichauya kumba. Ichoona Baba nokumira iwe. Ndaange zvichirema, ichauya kumba. Aiwa, ndazvipira zvacho. Nguva ichauya, ichauya kumba. Ichoona baba nokumira Iwe. Ndaange zvichirema, Ichauya kumba. Aiwa, ndazvipira zvacho. Tarira nguva ichasvika, musachema mudiwa. Ichauya ndokutora zvirimbi. Nguva ichasvika, ichasvika. Tarira nguva ichasvika mudiwa. Ooh. Nguva ichauya, ichauya Kumba. Ichoona baba nokumira iwe. Ndaange zvichirema, ichauya Kumba. Aiwa, ndazvipira zvacho. Nguva ichauya, ichauya kumba. Ichoona baba nokumira Iwe. Ndaange zvichirema, ichauya kumba. Aiwa, ndazvipira zvacho. Nguva ichauya, ichauya kumba. Ichoona baba nokumira Iwe. Ndaange zvichirema, Ichauya kumba. Aiwa, ndazvipira zvacho.
Nox — Nguva Ichauya
«Nguva Ichauya» — Nox. Читайте текст песни и подпевайте с караоке-подсветкой: строки текста подсвечиваются в такт музыке. Слушайте онлайн бесплатно или скачайте mp3. Длительность записи — 4:17. Жанр — Этническая.
