Текст песни
Ooh, Oh, yeah. Makaya peta naka, chisiri pa mwembi, Emimi neni. Oh yeah. Ndogaro taura nemi, kukusimbisa i, Emimi musavunduke. Ndiri kunyora tamba, kunyorera imi, Imimi. Oh yeah. Ndiri kuyimba ruiyo, kuyimbira Imi, imimi, imimi. Muri mumoyo mangu amayi. Imimi muri mumoyo. Handi zumbofenda kukangana. Handi zumbofenda kukangana. Muri mukariyo baba. Baba muri mukunga. Handi zumbofenda kukangana. Oh, ndichawuya. Handikurase sei amayi. Amayi ndichawuya. Ndichamboronga rama ngwana reduka. Baba ndichawuya. Handikukanga baba. Imimi ndichamboronga. Ndichamboronga rama ngwana reduka. Oh, oh. Herere herere herere. Herere herere hi. Herere herere hi eh. Oh. Herere herere herere. Herere herere hi. Herere herere hi eh. Amayi musatambudzike. Inguva chete yazi ndichawuya. Nemibaba simbizai amayi. Ne vaninina nekanzvadzi. Ona kunyura kwaro iro zuva. Hazvimboreva ari chazopuda. Mangwanani, achawuya mangwana. Todziya mushana, tobhedera. Hee. Muri mumoyo mangu amayi. Baba muri mumoyo. Handi zumbofenda kukangana. Handi zumbofenda kukangana. Muri mukariyo baba. Oh, oh, Handi zumbofenda kukangana. Ndichawuya. Handikurase sei amayi. Baba ndichawuya. Ndichamboronga rama ngwana reduka. Imimi ndichawuya. Handikukanga mwe baba. Hee. Ndichamboronga rama ngwana reduka. Handikurase sei amayi. Ndichamboronga rama ngwana reduka. Handikukanga mwe baba. Handikukanga mwe baba. Ndichamboronga rama ngwana reduka. Musazorase. Musazorase kariyo amayi. Ndichawuya. Ndichawuya. Oh. Inguva chete. Musazorase baba. Musazorase kariyo baba. Oh, oh. Ndichawuya, neri rezuva. Inguva chete baba. Ah. Inguva chete baba. Inguva chete amayi. Baba ndichawuya. Handikurase sei amayi. Handikurase sei. Ndichamboronga rama ngwana reduka. Oh, Handikukanga mwe baba. Baba ndichawuya. Ndichamboronga rama ngwana reduka. Handikurase sei amayi. Ndichamboronga rama ngwana Ndichamboronga rama Ngwana. Handikukanga mwe baba. Rama ngwana. Ndichamboronga rama ngwana Baba. Handikurase sei amayi. Oh, oh, eh. Ndichamboronga rama ngwana reduka. Rama ngwana oh. Handikukanga mwe baba. Oh. Ndichamboronga rama ngwana reduka. Handikurase sei amayi. Handikurase sei. Ndichamboronga rama ngwana reduka. Ndichawuya. Handikukanga mwe baba. Handikukanga mwe. Ndichamboronga rama ngwana reduka.
Nox — Ndichauya
«Ndichauya» — Nox. Читайте текст песни и подпевайте с караоке-подсветкой: строки текста подсвечиваются в такт музыке. Слушайте онлайн бесплатно или скачайте mp3. Длительность записи — 4:49. Жанр — Этническая.
