Текст песни
Chikutiro mai mwana newe. Chikutiro mai mwana newe. Chikutiro mai mwana newe. Newe, newe. My baby, newe we, kushika narini. Ndiwewe ga iwe. My baby, newe we, Kushika narini. Ndiwewe ga iwe. Mira, gara, pasi ndikutaurire. Famba, cheuka, tenderera. Pata chivuno uchinyerera. Mama mia. Mwana iwe wakazipengera. Kuti rakarepa neganda rakatsetseka. Baby iwe wakazipengera. Oh, oh, My baby, newe we, kushika Narini. Kushika narini. Ndiwewe ga iwe. Oh, My baby, newe we, kushika narini. Kushika Ndiwewe ga iwe. Kushika zuva rekugoma. Oh, eh, Pandichare ka kufema. Oh, eh, eh. Ndichamira newe, eh. Ndinopika ini. Baby, Ndinokurimisa rudo narini. Hai, mofi wakachema iwe. Oh, oh, Oh, oh, My baby, newe we, kushika Narini. Narini. Ndiwewe ga iwe. Iwe, My baby, newe we, kushika narini. Oh, narini. Ndiwewe ga iwe. Gara ngararikira izvi pasina kuzvikadei. Vana makwame chero asmaradza. Varadzikwe mimi mono dei. Kondizi naye naya ninzozwakana kamai. Muzoro tenderera pangu mamanya moyo wangu wandibai. Nguva wega pai te kuku nda ndinete. Zviratidzo rwima samera vana sekuru nana tete. Zvemuri mazuya kwete. Ine wenga tichate. Makunde kunzuwure chizva zvekumba Kwedu pepete. Zvopeke dzamasimati nerudo rwandu Rupati. Zvirakozerekerwa sera nevasina munyatsi. Kazvizera nakuma koti zvisoda nazve vatyati. Iwe ndiwe chete pepa kuna munhu wekwete no. Chikutiro mai mwana newe. Chikutiro mai mwana newe. Chikutiro mai mwana newe. Newe, newe. Chikutiro mai mwana newe. Chikutiro mai mwana newe. Chikutiro mai mwana newe. Newe, newe. My baby, newe we, kushika narini. Ndiwewe ga iwe. My baby, newe we, kushika narini. Ndiwewe ga iwe.
Nox — Chigutiro Mai Mwana
«Chigutiro Mai Mwana» — Nox. Читайте текст песни и подпевайте с караоке-подсветкой: строки текста подсвечиваются в такт музыке. Слушайте онлайн бесплатно или скачайте mp3. Длительность записи — 3:20. Жанр — Этническая.
